Frequently Asked Questions (FAQs)

ZVinobvunzwa Kazhinji

Hear are some of the answers to general misonceptions about the law in Zimbabwe. If you have more burning issues your need to know kindily click on the contact menu and fill in the form we will gladys respond to you the ealiest possible time.

Can i be represented by a lawyer at a traditional court? Ndobvumirwa here kuyenda negweta kudare ramambo?

Yes you can if you feel there is need to do so its your constitutional right.

Hongu unobvumirwa, bumbiro remutemo wenyika ino unokutendera kudaro.

Do i need legal represantation when clearing goods at any port of entry in Zimbabwe?

Zvindo kuti ndive negweta here kana ndichipinza zvitengwa pamiganhu inemikova yekupinga munyika ino ndichibva kunedzimwe nyika?

You dont need a lawyer to clear your goods at ports of entry unless your lawyer is a registered clearing agent.

Kwete haushandise gweta kupinza zvitengwa zvako muno, kusara kwekuti gweta rako rine mutero unoribvumira kubatsira vanhu kuunza zvitengwa zvavo muznyika ino.

Can a restitution judgment be contested if the accused fails to pay on time; thereby causing exchange loss?

Kana paine hutongwa hweku dzorera mumhan'ari mari dzake, mumhan'ari anogona kundochemazve here kudare kana kubhadharwa kwanonoka zvichikonzera kudzikira pasimba rekutenga kwemudharo?

Yes you can contest if there is strong evidence that such has happened.

Ehe unogona kundochema kudare kana paine humbowo wakasimba kuti kunonoka kwemutongwi kwakonzera kudaro.

Is prenaptual law by default in Zimbabwe or the couple has to get one drafted and signed before marriage?

Mutemo wepfuma/zviwanikwa zviripo pavaviri varikuda kuroorana mutangi wagara haere kana kuti panofanirwa kunyorernwa pasi pasainiwa, muchtao usati wayenderera mberi.?

On Issue of prenaptual agreement (wealth acquired before marriage) come to our offices as this is a complex issue and lenghty to summarise.

Panhau dzemutemo yepfuma inowanikwa vaviri vasati vachata, huyai kumuzinda wedu kwatoshanda titsanangurirane sezvo nyaya iyi inhutsanangurwa hwakarebesa.

Is there compensation for being wrongfully accused and having served a full or partial sentence from the governement?

Kune kuripwa kunoitwa here kana munhu atonmgwera mhosva yaasina kupara opuwa mutongo waanopika muhuzere hwawo or muchidimbu?

Yes there is compensation and regulations on how to be compensated.

Ehe muripo uripo zvichiyenderana nekuti akonzera kuti zvidaro kukoniwa kwedare here or kunenerwa zvizvo nevanenenri.

About Us

Zimbabwe being a democratic country, everyone is entitled to legal representation of their choice regardless of their social, economic or political status. There is an oversight in most minds that legal representation is only required or solicited when there are criminal issues involved. This however is a lost cause in thinking. From small family matters , friendly business exchanges to huge contracts have legal aid at hand.

Latest Legal News